Benga mutauro weBantu unowanikwa kuEquatorial Guinea nekuGabon.
- VaBenga vanoti Anyambi (n. God) kureva Mwari.
- Benga vanoti dya (eat) kureva kudya.
- Benga vanoti moto (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: bato (people, public) kureva vanhu.
- Benga vanoti njea (n. path; medium) kureva nzira. Mamwe mazwi: njea (n. medium, mode; system, trial).
- Benga vanoti mwana kana bana (n. child) kureva mwana.
- Benga vanoti viembo (n. song) kureva chimbo.
- Benga vanoti Nandi (adv. therefore). Fananidzai nokuti kureva nhandi?
- Benga vanoti Nande (adv. certainly). Fananidzai nokuti kureva nhandi?
- Benga vanoti bwanga (n. medicine, remedy, physic) kureva hwanga.
- Benga vanoti nyelele (n. white ant) kureva svosve jena.
- Benga vanoti bonene (capaciuos; enormous, magnitude, compass) kureva nzvimbo yakakura.
- Benga vanoti mbwa (n. hound, dog) kureva imbwa.
- Benga vanoti bobe (immoral, impiety, indecent; nefarious) kureva huvi.
- Benga vanoti iboko (n. locality; location; territory). Fananidzai nokuti Sabhuku?
- Benga vanoti seke (nastiness). Mamwe mazwi: na seke (nasty).
- Benga vanoti tango (n. number; numeral).
- Benga vanoti ugono (n. plan, plot) kureva zvirongwa.
- Benga vanoti biya (v. prostrate). Ko Mabiya?
- Benga vanoti umbila (n. running, run) kureva kumbanya. Ko Nyaruviro?
- Benga vanoti joba (n. sun) kureva zuva.
- Benga vanoti mbata (n. stool).
- Benga vanoti mboma (n. obstinancy).
- Benga vanoti njama (n. mess). Fananidzai nokuti njambanja?