Karenda ye Chivanhu

Peji rino richiri kuverengwa, kugadziriswa ne kuiswa majhonari ezvidzidzo.

Karenda ye Chivanhu kana Karenda ye Chishona ndiyo Karenda yaishandiswa (uye inogona kuzoshandiswa) nevanhu vechiShona. Karenda iyi inogona kunge ichirikushandiswa kumamisha, kunyanya kune vaye vanoremekedza tsika dzedu dze Chivanhu.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Nelliwinne