Cilungu mutauro unowanikwa kuchamhembe kweTanzania nekumusoro kweZambia. Cilungu chinoda kufanana neMambwe, pane musiyano mushoma.
Developed by Nelliwinne