Mhuri ye mutauro iboka remitauri rine hukama nekuda kwezvarwa kubva ku mutateguru wemutauro mumwechete kana nekuva ne mubereki wemutauro mumwe, unonzi 'mutauro uri proto' we mhuri iyoyo. Shoko rekuti "mhuri" unoteedza muti we modhera we vambo we mutauro munhoroondo ye ururimi, zvinoita kuti kushandiswa kwe mametaforo e kuenzanisa mitauro kuvanhu vari muruambamhenyu hwemhuri humwe, kana mu-subsequent modification, ku marudzi ari mumuti we rudzimbari (phylogenetic) mu upangamutowo we evhorusheni. Maambandimi (linguists) vanotsanangura mwana wemitauro mumhuri ye mutauro sekuva nehukama nekuda kwebari.
Zvichienderana ne Eretsinorogu pane mitauro mipenyu ye vanhu yakagohwanisa mu mhuri 142 dze mitauro. "Mutauro mupenyu" mutauro urikushandiswa izvozv semutauro wekutanga izvozvi pavanhu.