Senegari

République du Sénégal
National motto: Un Peuple, Un But, Une Foi

Senegari (kureva Senegal) kana Senigari, inyika iri muAfurika kumadokero. Nyika yeSenegal inoganhurana ne:Moritani kumusoro; Maari kumabvazuva; Ghini kumabvazuva kwechamhembe uye Ghini-Visawu kumadokero kwechamhembe.

Vanhu vekuSenegari vanonzi Vasenegari, asi munhu mumwe anonzi Msenegari.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Nelliwinne