Tanzania

Jamhuri ya Muungano wa Tanzania
United Republic of Tanzania
National motto: Uhuru na Umoja

Tanzania (kana Tanganyika semunhoroondo) inyika iri mumabvazuva kweAfurika muDunhu reNyanza Huru. Tanzania yakakomberedzwa nenyika dzinoti: Kenya ne Vuganda kumaodzanyemba; Utemabanze weRudhende rwe Vukongo, Rwanda, neVurundi kumadokero; uye Zambia, Malawi ne Mazambuko kuchamhembe. Kumuganhu wekumabvazuva kune Gungwa re India. Gomo re Kilimanjaro rinova ndiro gomo rakanyanya kukwirira muAfurika rinowanokwa kuMaodzanyembaemadokero kweTanzania.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Nelliwinne