| ||||||
| ||||||
|
Vutswana (kureva Botswana) kana Butswana, pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Vutswana inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kuchamhembe kweAfurika. Miganhu yenyika ye Vutswana inosanganisa Zimbabwe, Afurika Chamhembe ne Namibhiya. Guta guru reVutswana iGaborone.
Mari inoshandiswa kuVutswana inonzi Pula, yakadanwa kutodza zvinoreva mvura yokunaya muChitswana. Nyika ye Vutswana hainaye mvura yakawanda, naizvozvo vanochengeta mombe zvikuru. Vane hupfumi hwe ngoda.
Vutswana yaive pasi pehutongi hwe Bhuritani. Mutungamiri weVutswana ndi-VaIan Khama.